Uchadhizaina chii nhasi?
Gadzira mapositi esoshari, mavhidhiyo, masiraidhi, nezvimwe zvinotsigirwa neAI uchishandisa Canva.
Maturusi anosimbisa basa rako rakanakisa
Vandudza kunyora kwako neMagic Write
Ita mushandirapamwe nenhengo itsva yechikwata chenyu @Canva
Bvisa mifananidzo nemavhidhiyo ari kuseri nekungobaya kamwe chete
Kwenenzvera mifananidzo neMagic Eraser
Dhizaina nematembureti anoita kuti munhu atorwe moyo
Kwenenzvera mifananidzo neMagic Eraser
Bvisa mifananidzo nemavhidhiyo ari kuseri nekungobaya kamwe chete
Chinja ipapo ipapo saizi yemadhizaini echero chanero
Tora moyo yevateereri vako nemaanimations matsva emapikicha nemavhidhiyo
Wana muunganidzwa wematembureti unoenderana nemimhanzi
Bvisa mabhekigiraundi emavhidhiyo ipapo ipapo
Bhusita kuonekwa kwezviiswa zvako nemacaption anogadzirwa neAI
Ona zvakaita data nemainteractive Charts
Wana tembureti remasiraidhi ako rakakodzera
Gadzira masiraidhi mumasekonzi neMagic Design
Gadzira maanimation epikicha nemavhidhiyo uchishandisa maeffects ari kupisapisa
Gadzira mifananidzo yemhando yepamusoro yezvinhu zvako zvaunoprinda
Dhizaina uye prinda uchishandisa matembureti emhando yepamusoro
Chinja ipapo ipapo saizi yemadhizaini echero chinoda kuprindwa
Ramba uchiita zvinoenderana nebhurandi uchishandisa Kit yeBhurandi
Maturusi ese. Zvese panzvimbo imwe chete.
Ziva nezveVisual Suite
Basa rako rese panzvimbo imwe chete kuitira kugadzira zviri nyore uye mushandirapamwe, zvichitsigirwa neAI.
Ratidza zvine simba
Funga patsva masiraidhi ane zvinooneka zvakanaka, mushandirapamwe, uye maturusi anotsigirwa neAI.
Matembureti ekushandisa pane chero chinhu
Panotangira mazita ematembureti
Panoperera mazita ematembureti