Pinned
Replying to @LynneStactia
Ma CIO ane achipihwa information aya ouya oitaura mofunga kuti ma prophets. its just that vanhu vachiri kuda kungozvi comforter ne hope nema sermons ake. Otherwise hapana zvozikanwa apa. Kungodawo ku grower church uku. Mu Zim hamuna ma prophets.

