Remember that big deal I signed the other day 😭🙏 ndoda kutenda mwari nekuti @mrSadza_ actually came thru and gave me the 30% he had promised, on top of that he made mi his brand Ambassador for the remaining 6 months for the year 2022
My wish one day is to open a GAMING lounge handina mari hangu but ndato gadzirisa logo. One day mwari vachavhura masuwo. Please 🙏 Rt pamwe uchazouya kuzotamba fifa one day😀
Hazvina basa kuti zvinhu zvakaoma sei or vanhu variku kuseka, as long as you pray and keep strong mwari vanopindira 🙏🥺 would like to appreciate you guys so much for your support 👏 you have made mi the brand Ambassador of Itel home Zimbabwe 🇿🇼
Nhasi handirare 🥺🙌I'm launching one of my biggest dreams🥺🙌 I hope muchauya 😀 🙌 😀ini handina anondirova Mortal Kombat 😂 😊 Nderipi Game raunofarira kutamba Fifa or Mortal Kombat